歌词
Kuroorwa kwangu kwakafadza vabereki vangu ini
Kuroorwa kwangu kwakafadza hama neshamwari
Pamuchato wangu kana neveutsinye vakabvisa zvipo
Kana nevaroyi vakapembera nekupururudza
Nhamo yakatozouya ndave mumba mangu ini
Mbereko mbereko mbereko yakaramba iyi

Ndakaenda kumadhokotera kundotariswa
Dhokotera akati hapana chakaipa kwauri
Mbereko mbereko mbereko yakaramba
Asi mbereko mbereko mbereko yakaramba iyi
Ndakananga kwagodobori kundozvitsvaga ini
Haiwa apa ndipo pandakasarenda ini
Kana nepekutangirawo ndakapashaya ini
Ndakabva ndaziva kuti imba yangu yaparara iyi
Muupenyu hwangu handife ndakabata mwana mumaoko
Dzoka dzoka mudiwa dzoka
Dzoka iwe tigare
Dzoka dzoka mudiwa dzoka
Rudo chete ndirwo rukuru

Haiwa apa ndipo pandakaarenda ini

专辑信息
1.Mbereko Yakaramba