歌词
Pandakaenda kumusha ndakanobvunza mama
Munomuda here muroora Rufaro
Pandakaenda kumusha ndakanobvunza mama
Munomuda here mwana uyu Rufaro
Moyo wangu taura taura idi usanyepa
Unoda aniko Rufaro
Moyo wangu taura taura idi usanyepa
Unoda here mwana uyu Rufaro Rufaro
Ndiyeyu Rufaro
Ndiyeyu Rufaro
Mamuona Rufaro
Ndiyeyu Rufaro
Mamuona Rufaro
Ndiyeyu Rufaro
Mamuona Rufaro
Tambanudza ruoko upe avo vanoshaya vaone kuti une rudo dhiya
Sunungura chiso vaone kuti unofara sezita rawakapiwa Rufaro
Dengezera chirongo vaone kuti hausi nyope unoshanda
Rereka musoro vaone kuti hauzvikudze unetsika
Chakanaka pururudza vaone kuti hauna godo unoyemura
Haurungwe mukaka wakanaka haurungwe
Haurungwe mukaka wakanaka haurungwe
Haurungwe mukaka wakanaka haurungwe
Haurungwe mukaka wakanaka haurungwe
Haurungwe mukaka wakanaka haurungwe
Moyo wangu taura taura idi usanyepa
Unomuda here mwana uyu Rufaro
Ndiani Rufaro
Ndiani Rufaro
Ndiye Rufaro
Ndiye Rufaro
Ndiye Rufaro
Ndiye Rufaro
Ndiani Rufaro
Ndiye Rufaro
Ndiani Rufaro
Ndiye Rufaro