歌曲 / 歌词

Vanorodza Museve

Listen on Apple Music

歌词

Vanondirongera ndirere
Vaya vanorodza museve
Vanondirongera ndirere
Vaya vanorodza miseve
Hona kunyangira ndirere
Vanorodza museve
Hona kunyangira ndirere
Vanorodza museve
Gandanga varume rinovhika museve
Onai gandanga varume rinovhika museve
Vanonyaudza kunge nhengure
Handikendenge mambo
Kungonyaudza kunge nhengure
Handikendenge mambo
Vanonyaudza kunge nhengure
Handikendenge mambo
Kungonyaudza kunge nhengure
Handikendenge mambo
Hona kunyangira ndirere
Vanorodza museve
Hona kunyangira ndirere
Vanorodza museve
Gandanga varume rinovhika museve
Onai gandanga varume rinovhika museve
Kana zuva riye radoka hoye baba ndava muchoto
Kana zuva riye ravira hoye baba ndava muchoto
Bereka mwana zuva ravira
Bereka mwana pfumo rinobaya
Bereka mwana zuva ravira
Bereka mwana pfumo rinobaya
Bereka mwana zuva ravira
Bereka mwana pfumo rinobaya
Bereka mwana zuva ravira
Bereka mwana pfumo rinobaya
Hona kunyangira ndirere
Vanorodza museve
Hona kunyangira ndirere
Vanorodza museve
Onai gandanga varume rinovhika museve
Gandanga varume rinovhika museve
Honai gamba remusango vakaritsvaga vakarishaiwa
Kudoedza kuteya musungo kuribata vakarikonewa
Vaiti zvimwe vakoromotsa
Havana kuziva vatoriyambutsa
Vaiti zvimwe vakoromotsa
Havana kuziva vatoriyambutsa
Honai gamba remusango vakaritsvaga vakarishaiwa
Kudoedza kuteya musungo kuribata vakarikonewa
Vaiti zvimwe vakoromotsa
Havana kuziva vatoriyambutsa
Vaiti zvimwe vakoromotsa
Havana kuziva vatoriyambutsa