歌曲 / 歌词

Kuda kwashe

Listen on Apple Music

歌词

Zvandapihwa nashe ndinogamuchira handirambe ndinotora handirambe!!
Zvandapihwa nashe ndinogamuchira chiiiipoo chandapihwa hooo ndinotora
Handirambe nhai
Dai kudakwashe kwairambwa, ndiani aida kufa? hapana... hooo
Ndinotora handirambee nhai
Kudakwashe kwairambwa ndiani kufirwa? hapana hooo ndinotora handirambe