歌曲 / 歌词

Mai linda

Listen on Apple Music

歌词

Mai Linda iwe unoshupa
Mai Linda iwe unoshupa
Mai Linda iwe unoshupa
Wakatiza imba pano ukaenda kwawakaenda ka
Wakatiza imba ukaenda kwawakaenda ka
Wakasangana neni ukati mudiwa ndakatadza
Ngatidzokere kumba tinogara

Wosvika kumba wosvika kushaudha ini murume wako
Kushaudha ini murume wako semukadzi wako
Dai ndaiva mukadzi wako ndaitiza imba yacho

Tokudai mese