歌词
Heh nhai baba
Vari kumusoro kudenga
Ndine meso anovava nemisodzi inocheka
Heh nhai Baba
Vari kumusoro kudenga
Ndine meso anovava nemisodzi inocheka
Handizivi kuti Ndine nzvimbo here Mambo Munyika inoera
Handizivi kuti Ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera
Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo
Handirambe
Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo
Handirambe
Haiwa ndoenda Mambo
Haiwa ndoenda
Haiwa ndoenda Baba
Haiwa ndoenda
Haiwa ndoenda Mambo
Haiwa ndoenda
Haiwa huya uone Baba
Haiwa ndoenda
Ndine meso anovava nemisodzi inocheka
Haiya iyaya musanditongera rufu Mambo
Haiyeyeye musanditongera rufu Mambo
Hauweyerere handidi kufira mugehena
Handidi kufira mugehena
Handizivi kuti Ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera
Handizivi Ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera
Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo
Handirambe
Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo
Handirambe
Haiwa ndoenda Mambo
Haiwa ndoenda
Haiwa ndoenda Baba
Haiwa ndoenda
Haiwa huya uone Baba
Haiwa ndoenda
Ndine meso anovava nemisodzi inocheka
Kunyangwe mukatora izwi rangu Mambo
Hakuna anoramba
Ndimi munodzika mutemo
Haiyeyeye musanditongera rufu Mambo
Haiyeyeye musanditongera rufu Mambo
Hauweyerere handidi kufira mugehena
Handidi kufira mugehena
Handizivi kuti Ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera
Handizivi kuti Ndine nzvimbo here Mambo Munyika inoera
Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo
Handirambe
Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo
Handirambe
Haiwa ndoenda Mambo
Haiwa ndoenda
Haiwa huya uone Mambo
Haiwa ndoenda