歌曲 / 歌词

Vana Muchimana

Listen on Apple Music

歌词

Teererai
Teererai vasikana
Variko vana vari kuona nhamo muchimana
Teererai
Teererai vasikana
Variko vana vari kuona nhamo muchimana
Vanochema nherera
Chingava chii chainochemera?
Ine moyo une shungu
Painochema nherera
Chingava chii chainochemera?
Ine moyo une ronda rinodzimba
Iwe waamai
Iwe waamai
Iwe waamai
Chii nhai amai?
Iwe waamai kani
Iwe waamai
Iwe waamai kani
Chii nhai amai?
Iwe waamai kani
Iwe waamai
Iwe waamai kani
Chii nhai amai?
Kumarinda kumarinda
Hakuna chichemo chinosvika
Kumarinda kumarinda
Hakuna chichemo chinosvika
Kumarinda kumarinda
Hakuna chichemo chinosvika
Kumarinda kumarinda
Hakuna chichemo chinosvika
Variko vana vari kuona nhamo muchimana
Wamupa fundo
Wamupa nhaka
Wamupa dzidzo
Wamupa njere
Wamupa fundo
Wamupa nhaka
Wamupa dzidzo
Wamupa njere
Ukabatsira vana vanochema
Warerutsa zvinorema
Buritsai vana murima
Nekuti mwenje wadzima
Ukabatsira vana vanochema
Warerutsa zvinorema
Buritsai vana murima
Nekuti mwenje wadzima
Kumarinda kumarinda
Hakuna chichemo chinosvika
Kumarinda kumarinda
Hakuna chichemo chinosvika
Kumarinda kumarinda
Hakuna chichemo chinosvika
Kumarinda kumarinda
Hakuna chichemo chinosvika
Variko vana vari kuona nhamo muchimana
Ukabatsira vana vanochema
Warerutsa zvinorema
Buritsai vana murima
Nekuti mwenje wadzima
Ukabatsira vana vanochema
Warerutsa zvinorema
Buritsai vana murima
Nekuti mwenje wadzima
Ukabatsira vana vanochema
Warerutsa zvinorema
Buritsai vana murima
Nekuti mwenje wadzima
Ukabatsira vana vanochema
Warerutsa zvinorema
Buritsai vana murima
Nekuti mwenje wadzima