歌曲 / 歌词

Zvaitika

Listen on Apple Music

歌词

Ndaitaura se ndine mushonga mukanwa,
Ukawanza shamwari, uchandiramba rimwe zuva hona zvaitika,
Ndaitaura se ndinopenga,ukawanza shamwari
Uchandiramba rimwe zuva hona nhasi zvaitika
Ndaitaura se ndine mushonga mukanwa,
Ukawanza shamwari, uchandiramba rimwe zuva hona zvaitika,
Ndaitaura se ndinopenga, ukawanza shamwari
Uchandikanya rimwe zuva hona nhasi zvaitika,
Zvazoitika, wandiramba
Zvazoitika, zvandaitaura
Waterera zvemakuhwa
Muromo wangu uyu, hauwire pasi
Uchandifunga wo, ndava kure kure
Kure Kure Kure
Kure Kure Kure
Kure Kure Kure
Kure Kure Kure
Vamwe vedu havari, kutiona tichidanana
Havasi vese vanofara, kutiona tichidanana
Zvazoitika, wandiramba
Waterera zvemakuhwa
Muromo wangu uyu, hauwire pasi
Uchandifunga wo, ndava kure kure
Kure Kure Kure
Kure Kure Kure
Kure Kure Kure
Kure Kure Kure
Kure Kure Kure