歌曲 / 歌词

Wakandipa Rudo

Listen on Apple Music

歌词

Nacho Music
He-heya (Mega)
Ndiye mudzimai wandasarura
Kuti ini ndimutore
Ave mudzimai achandibarira vana vangu uhm
Wakandipa rudo (rudo)
Rudo runopfuta moto (moto)
Ukaunza chiedza muupenyu hwangu
Ukandiita ndione iwe
Wakandipa rudo (rudo)
Rudo runopfuta moto (moto)
Ukaunza chiedza muupenyu hwangu
Ukandiita ndione iwe
Taonawoka chiso
Musikana wakanakisa
Zviito zvako, unhu hwako
Iwe unonzwisisa
Wakatora moyo wangu ndikakuda, ukandida
Saka iwe, iwe, iwe
Wakandipa rudo (rudo)
Rudo runopfuta moto (moto)
Ukaunza chiedza muupenyu hwangu
Ukandiita ndione iwe
Wakandipa rudo (rudo)
Rudo runopfuta moto (moto)
Ukaunza chiedza muupenyu hwangu
Ukandiita ndione iwe
Ndiwe wakaunza chiedza muupenyu hwangu
Ndiwe wakaita kuti ndione nzira
Iwe
Wakandipa rudo (rudo)
Rudo runopfuta moto (moto uyo)
Ukaunza chiedza muupenyu hwangu
Ukandiita ndione iwe
Wakandipa rudo (rudo)
Rudo runopfuta moto (moto)
Ukaunza chiedza muupenyu hwangu
Ukandiita ndione iwe
Taonawoka chiso
Musikana wakanakisa
Zviito zvako, unhu hwako
Iwe unonzwisisa
Wakatora moyo wangu ndikakuda, ukandida
Saka iwe, iwe, iwe
Wakandipa rudo (rudo)
Rudo runopfuta moto (moto)
Ukaunza chiedza muupenyu hwangu
Ukandiita ndione iwe
Wakandipa rudo (rudo)
Rudo runopfuta moto (moto)
Ukaunza chiedza muupenyu hwangu
Ukandiita ndione iwe
Ndiye mudzimai wandasarura
Kuti ini ndimutore
Ave mudzimai achandibarira vana vangu uhm
Ndiye mudzimai wandasarura
Kuti ini ndimutore
Ave mudzimai achandibarira vana vangu uhm