歌词
Shungu hadziurayi
Dai shungu dzaiuraya dai ndakafawo kare kare ini
Chokwadi shungu hadziurayi
Dai shungu dzaiuraya dai ndakafawo kare kare
Shungu hadziuraye
Dzinorwadza mumoyo chaunodisa chikaramba
Shungu dzangu dzekuti ndigarewo zvakanaka sevezera ranguwo panyika iwe
Zvose zvaangove maroto asina maturo zvinondirwadza kuzvitaura ini
Zvose zvakanaka ndinozvionera kuhope
Marotoiko akadai
Kurota ndiri mupfumi mangwana fume ndiri murombo veduwe kani zvakaoma iwe
Kurota ndakaguta mangwana fume miromo papata chokwadi chitaurirwa
Marotoiko akadai anondinyemudza upenyu inga mandishungurudza imi