歌曲 / 歌词

Chara Chimwe

Listen on Apple Music

歌词

Irero shoko nderenyu imi baba namai hooo. ikodzero dzenyu kuziva vana zvatingadaaa kuti isu tizive chakanaka zvachakanaaakira kubva mukuchengetwa nemi muri zvamuri meese
Kuziva chakanaka nechakaipa
Kubva kamuri moyo yerudo rwenyu rwamaitiratidzaaa. hamuna kuita hutsinye makatichengeta waani
Murere akure mangwana agokurerawo
Chara chimwe hachitswanye inda pabva zino pasara vende chero ukatenga regotidhe ziva harizi reepo ... I vendeee pabva rimwe iveeende
Panobva amai vana dzatova nherera panobva amai vana dAtova nherera. .
Pasina baba Shupi uya woshupika