歌曲 / 歌词

Sarah

Listen on Apple Music

歌词

Zvomunoona mwana uyu takadanana tiri vaviri pasina vamwe vaya chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje
Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide zvinova shungurudza moyo havazive kuti patakadanana ndezvipi zvatakatsidzirana
Ooooh mama
Saka ndati murwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye dayi murivamwe mayitofara Vamwe veduwo vasanganiswa aaaah
Zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu tiwudzeyiwo kuti musvike pamakasvika apa makasvika sei
Inga ndiniwani ndakamuda
Ini inga ndini wani ndakamuda ini zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi
Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi
Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira
Pandakarohwa nababa vake makandiseka
Zvandaka rumwa nembwaa dzekwavo zvakakusetsai
Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei
Sarah iweeee
Sarah iweeee
Sarah iweeee
Sarah iweeee
Sarah iweeeeee wangu
END