歌词
Pakutema munda
Takatanga riri sango
Kuzoti tapedza
Vanhu vakabvunza ndevapi varima apa
Pakati pedu
Pakava nemumwe akadavira
Ndini ndarima
Kugobora zvese nekudyara mbeswa
Repeat 1
Zvamationa isu
Tichichivikika