歌曲 / 歌词

Gondo

Listen on Apple Music

歌词

Gondo rapotsa nhiyo rine shungu
Rinokumba chero marara
Gondo rashaya nhiyo rine shungu iri
Rinokumba chero marara
Hurombo hurombo, usaite segondo
Rinokumba chero marara
Hurombo hurombo, usaite segondo
Rinokumba chero marara
Nhai amai, Gondo rapotsa nhiyo rine shungu
Rinokumba chero marara,
Gondo rashaya nhiyo rine shungu iri
Rinokumba chero marara,
Kunetseka unganetseka hako sei
Usaita segondo rinokumba chero marara
Kutambura ungatambura hako sei
Usaita segondo rinokumba chero marara,
Nhai amai, Gondo rapotsa nhiyo rine shungu
Rinokumba chero marara,
Gondo rashaya nhiyo rine shungu iri
Rinokumba chero marara,
Nhai amai, Gondo rapotsa nhiyo rine shungu
Rinokumba chero marara,
Gondo rashaya nhiyo rine shungu iri
Rinokumba chero marara,
Kuswero gunun'una gunun'una
Usaita segondo rinokumba chero marara
Kugaro kugunun'una gunun'una
Usaite segondo rinokumba chero marara
Nhai amai, Gondo rapotsa nhiyo rine shungu
Rinokumba chero marara,
Gondo rashaya nhiyo rine shungu iri
Rinokumba chero marara,
Nhai amai, Gondo rapotsa nhiyo rine shungu
Rinokumba chero marara,
Gondo rashaya nhiyo rine shungu iri
Rinokumba chero marara,