歌曲 / 歌词

Mikono

Listen on Apple Music

歌词

Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Hamusati mapaona iyerende iyaha
Panorwa mikono
Iye iye iyerere haiye panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Iye iye iyeherere haiye iyaahapanorwa mikono
Vakafa vakamuka panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Vakafa vakamuka haiye panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Vakafa vakamuka
Iweweye iyaaha panorwa mikono
Iye iye iyerere aa panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
T'ndiu
Kakabvu kakabvu
Tsvugurururr!
Svetu tika
Pigidu nyonde
Nyonde
Iye iye iyerere haiye panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Iye iye iyerere ii
Panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Hamusati mapaona haiye iyaaha
Panorwa mikono
Iyerende iyaha panorwa mikono
Iyerende iyaha panorwa mikono-oo