歌词
Isina munhu mugwara imbwa yangu yaenda
Imbwa yangu yaenda
Imbwa yangu machena
Imbwa yangu yaenda
Heyo yaenda heyo yaenda
Imbwa yangu machena
Isina munhu mugwara imbwa yangu yaenda
Imbwa yangu yaenda
Heyo yaenda heyo yaenda
Imbwa yangu machena imbwa yangu machena
Ndoitevera
Kuti tsikinya
Tsikinya
Isina munhu mugwara heyo yaenda
Heyo yaenda
Imbwa yangu yaenda
Heyo yaenda
Heyoo-oo
Aa vakomana
Isina munhu mugwara imbwa yangu yaenda
Heyo yaenda
Imbwa yangu yaenda
Ndoitevera
Heyo yaenda
Kuti tsikinya
Tsikinya
Macheena
Yaenda yoga isina munhu mugwara