歌曲 / 歌词

Mudazvevamwe

Listen on Apple Music

歌词

Ko chako zvachakanaka wani
Uchachida riniko zvaunoda zvevamwe iwe iwe?
Ko chako zvachakanaka wani
Uchachida riniko zvaunoda zvevamwe iwe iwe?
Ko wako zvaakanaka wani
Uchamuda riniko zvaunoda vevamwe iwe iwe?
Ko wako zvaakanaka wani
Uchamuda riniko zvaunochiva vevamwe iwe iwe?
Chiregogunun'una segotsi
Rinoda kuona zvemberi ndezvehuma
Chiregogunun'una segotsi
Rinoda kuona zvemberi ndezvehuma
Kana wamuda iwe wotomuteerera
Kana wandida iwe wotondichengeta
Ko chako zvachakanaka wani
Uchachida riniko zvaunoda zvevamwe iwe iwe?
Ko wako zvaakanaka wani
Uchamuda riniko zvaunoda wevamwe iwe?
Chiregogunun'una segotsi
Rinoda kuona zvemberi ndezvehuma
Kana wamuda chete wotomuteerera
Kana wamuda iwe wotomuchengeta
Kana wamuda chete wotomuteerera
Kana wamuda iwe wotomuchengeta
Kana wandida iwe wotonditeerera
Kana wandida iwe wotonditeerera
Kana wandida chete wotondichengeta
Kana wandida iwe wotonditeerera
Kana wandida iwe wotondichengeta
Kana wandida iwe wotonditeerera
Kana wandida iwe wotondichengeta