歌曲 / 歌词

Nyamaropa Pachipembere

Listen on Apple Music

歌词

Yarira karumademe-ee
Heinoka yakarira karumademe mhoro
Yarira karumademe
Haya woye woye woiyere
Iye iye woye mhara ichauya
Damba-nevana mhoro
Mhoro dambanevana
Mhoroka dambanevana mambo
Mhara ichauya
Ambuya ndega ndega
Heinoka yakarira karumademe waramwa
Baba mutenhesawa
Heinoka yakarira karumademe waramwa
Vakazouya zvavo huku dzarira mwachewe
Ndatakatira