歌曲 / 歌词

Tenda

Listen on Apple Music

歌词

Tenda
Tenda
Pane vanenge vane shungu dzacho zvichivanetsa
Pane vanofambira kwakawanda zvichingoramba
Vamwe vanoedza mazano api zvisina chimuko
Ko iwe umire papi
Tenda
Tenda, nyadenga
Iye jesu, zvipoo
Ramangwana riri muvana vedu
Vape, hupenyu
Hwaka... hwakadzama
Dzama
Ramangwana riri muvana vedu
Mhururu nemheterwa tagamuchira chisikwa chitsva
Nyangwe chiri chirema tinotenda hatingarase
Varipo vanoda vana vachivashaya
Kana watopihwa nashe
Tenda, tenda
Kana watopihwa nashe
Kana watopihwa nashe
Kana watopihwa
Tenda tenda
Kana watopihwa nashe
Kana watopihwa nashe
Kana watopihwa
Tenda tenda