歌词
Huya tibatsirane mukadzi wangu
Upenyu hwave kuda vaviri vaviri
Iwe neuko ini nekoko
Zvinofamba chete mukadzi wangu
Ngatipane mazano tiri vaviri
Tisunge chinhu chimwe chete
Wasara sure wasarira nhamo uyo
Ichauyawo mangwana
Madzimai ndimiwoka vanhuwowo
Munochenesa misha yedu
Pakaipa togadzirisawoka
Kana zvanaka toridza mupururu
Huya tibatsirane mukadzi wangu
Upenyu hwave kuda vaviri vaviri
Iwe neuko ini nekoko
Zvinofamba chete mukadzi wangu
Ngatipane mazano tiri vaviri
Tisunge chinhu chimwe chete
Wasara sure wasarira nhamo uyo
Ichauyawo mangwana
Madzimai ndimiwoka vanhuwowo
Munochenesa misha yedu
Pakaipa togadzirisawoka
Kana zvanaka toridza mupururu
Shinga mukadzi wangu shingirira
Shinga chete tichakunda
Shinga mukadzi wangu shingirira
Shinga chete tichakunda
♪
Huya tibatsirane mukadzi wangu
Upenyu hwave kuda vaviri vaviri
Iwe neuko ini nekoko
Zvinofamba chete mukadzi wangu
Ngatipane mazano tiri vaviri
Tisunge chinhu chimwe chete
Wasara sure wasarira nhamo uyo
Ichauyawo mangwana
Madzimai ndimiwoka vanhuwowo
Munochenesa misha yedu
Pakaipa togadzirisawoka
Kana zvanaka toridza mupururu
Shinga mukadzi wangu shingirira
Shinga chete tichakunda
Shinga mukadzi wangu shingirira
Shinga chete tichakunda