歌曲 / 歌词

Bob Marley Funeral

Listen on Apple Music

歌词

Ndosaka ndakanzi Biggie Man
Chingoma ichi chiri big mhani
Kubva kune ini DiBiggie one
Ndini ndega usabvunze kuti which one
Ga-ga-gafa
ChiExtraterrestial
Gafa futi
Ndiri big fanike Bob Marley funeral
Skiri reChampions League tabata UEFA final
Pattern genuine leather kwete vhainari
Ndochinja pattern senge weather ini annuari
Gafa racheneserwa nzira saka why worry?
Vavengi vangu mungavadii nhai Mwari
Chistaira changu ndeche million, Paco Rabanne
Ndini ndiri kutyisa sendakatakura gun
Vada kusizer Gafa ndabva ndatsapfura one
Ndoita yandinoda, kumangoma hakuna ban
Ndicho chiBill Gates chemangoma (Gafa)
Ndoreal zheti remangoma (Gafa)
Huya kwatino perfoma (Gafa)
Ndava kuseri seboma (Gafa)
Dance ranzwa nekufa ndini ndorimutsa kunge Razaro
Vokwira BP sei Gafa radaro
Pandinobura CD kwese mafaro
Igwe chiB.I.G. bvunza baba Sharo