歌曲 / 歌词

Munakandafa

Listen on Apple Music

歌词

Ndotaura naniko
Nditaureini ndotukwa
Ndotaura naniko pamuromo paine bvupa regonzo
Mhai ndoudza aniko ndiri dzambiringa munyemba
Nditaure ini ndorohwa pamuromo kunge
Hanje yapakurwa nesaadza
Nhai ndoudza aniko ndri dzambiringa munyemba nditaure naniko pamuromo wegonzo
Haaa wakandiona munaka ndafa
Wakandigeta munaka ndafaaa